Genesis 19:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaari: Tarira, ndakunzwira tsitsi pacinhu ici ʋo, kuti handiŋgaparadzi guta iri rawareʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwaari, “Zvakanaka, ndichaitawo zvawakumbira; handisi kuzoparadza guta rauri kureva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa akati, “Zvakanaka, chichemo chako ndachinzwa. Chimwezve ndechokuti handichaparadza guta rawareva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwaari, “Tarira, ndakunzwira tsitsi pachinhu ichiwo, kuti handingaparadzi guta iri rawareva.
Shona 2009?
Iye akati kwaari, "Tarira, ndakunzwira tsitsi pachinhu ichiwo, kuti handingaparadzi guta iri rawareva.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwaari, “Tarira, ndakunzwira tsitsi pachinhu ichiwo, kuti handingaparadzi guta iri rawareva.