Genesis 19:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mukadzi wake wakaceuka ari shure kwake, akaitwa shoŋgwe yomunyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mukadzi waRoti akacheuka, akava shongwe yomunyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mudzimai waRoti aivatevera ari shure, akacheuka akabva aita churu chomunyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mukadzi wake wakacheuka ari shure kwake, akaitwa shongwe yomunyu.
Shona 2009?
Asi mukadzi wake wakacheuka ari shure kwake, akaitwa shongwe yomunyu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi mukadzi wake wakacheuka ari shure kwake, akaitwa shongwe yomunyu.