Genesis 19:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akatarira kurutiʋi rweSodoma neGomora nokunyika yose yeɓani, akaʋona ʋutsi bgenyika iyo ʋucikwira soʋutsi bgecoto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatarisa zasi kwakanangana nokuSodhomu neGomora, kwakatarisana nokunyika yose yebani, akaona utsi hwakawanda huchisimuka kubva panyika, kufanana noutsi hunobva pachoto.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatarisa kuSodhomu neGomora nokubani rose, onei utsi hwenzvimbo yose iyoyo huchitogoka mudenga soutsi hwevira romoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akatarira kurutivi rweSodhomu neGomora nokunyika yose yebani, akaona utsi hwenyika iyo huchikwira soutsi hwechoto.
Shona 2009?
akatarira kurutivi rweSodhomu neGomora noku­nyika yose yebani, akaona utsi hwenyika iyo huchikwira soutsi hwechoto.
Shona SUB 2002 Bible
akatarira kurutivi rweSodhoma neGomora nokunyika yose yebani, akaona utsi hwenyika iyo huchikwira soutsi hwechoto.