Genesis 19:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋari wakati aciparadza maguta eɓani, Mŋari akaraŋgarira Abrahama, akaɓuɗisa Roti pakati pokuparadzwa ikoko, ŋguʋa yaakaparadza maguta makaŋga mucigara Roti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mwari akati paakaparadza maguta omubani, akarangarira Abhurahama, uye akabudisa Roti kubva panjodzi yakaparadza maguta makanga muchigara Roti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka Mwari paakaparadza maguta omubani, akarangarira Abhurahamu, akaburitsa Roti mukati menhamo yokuparadzwa kwamaguta aaigara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mwari wakati achiparadza maguta ebani, Mwari akarangarira Abhurahamu, akabudisa Roti pakati pokuparadzwa ikoko, nguva yaakaparadza maguta makanga muchigara Roti.
Shona 2009?
Zvino Mwari wakati achiparadza maguta ebani, Mwari akarangarira Abhurahamu, akabudisa Roti pakati po­kuparadzwa ikoko, nguva yaakaparadza maguta makanga muchigara Roti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mwari wakati achiparadza maguta ebani, Mwari akarangarira Abhurahamu, akabudisa Roti pakati pokuparadzwa ikoko, nguva yaakaparadza maguta makanga muchigara Roti.