Genesis 19:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋanyeŋgetera ɀikuru; ʋakadzimana ʋotsaukira kwaari, ʋakapinda mumba make; akaʋagadzirira cirayiro, akaɓika ciŋgwa cisinembiriso, ʋakadya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi akavakumbirisa zvokuti vakatenda kuenda naye uye vakapinda mumba make. Akavagadzirira zvokudya, akabika chingwa chisina mbiriso, uye vakadya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Roti akavateterera chaizvo kusvikira aenda navo kumba kwake, vakapinda mumba. Akavaitira mabiko akavabikira chingwa chisina mbiriso vakadya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavanyengetera zvikuru; vakadzimara votsaukira kwaari, vakapinda mumba make; akavagadzirira chirayiro, akabika chingwa chisina mbiriso, vakadya;
Shona 2009?
Akavanyengetera zvikuru; vaka­dzimara votsaukira kwaari, vakapinda mumba make; akavagadzirira chirayiro, akabika chingwa chisina mbiriso, vaka­dya;
Shona SUB 2002 Bible
Akavanyengetera zvikuru; vakadzimara votsaukira kwaari, vakapinda mumba make; akavagadzirira chirayiro, akabika chingwa chisina mbiriso, vakadya;