Genesis 19:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ɗaŋgwe rakati kumuɗuku: Ƃaɓa ʋeɗu ʋakwegura; hakunomurume panyika ino uŋgapinda kwatiri nomutoʋo wenyika yose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rimwe zuva mwanasikana wake mukuru akati kumuduku wake, “Baba vedu vakwegura, uye pano hapana varume vokuti vavate nesu, setsika yenyika yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwana wavo wedangwe akataurira munun'una wake kuti, “Baba vedu vachembera uyezve hakuna varume munyika ino iyi vatingawanana navo sezvinongoitawo vanhu vose vose panyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino dangwe rakati kumuduku, “Baba vedu vakwegura; hakuna murume panyika ino angapinda kwatiri nomutoo wenyika yose;
Shona 2009?
Zvino dangwe rakati kumuduku, "Baba vedu vakwegura; hakuna murume panyika ino angapinda kwatiri nomutoo wenyika yose;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino dangwe rakati kumuduku, “Baba vedu vakwegura; hakuna murume panyika ino angapinda kwatiri nomutoo wenyika yose;