Genesis 19:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋusiku ibgobgo ʋakanwisa ɓaɓa ʋaʋo waini, weɗaŋgwe akapinda, akandoʋata naɓaɓa ʋake; iʋo haʋana‐kuziʋa kuʋata kwake pasi kana kumuka kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usiku ihwohwo vakanwisa baba vavo waini, uye mwanasikana mukuru akapinda akavata navo. Ivo havana kuziva kuvata kwake pasi kana kumuka kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usiku ihwohwo vakanwisa baba vavo waini. Wedangwe akapinda muna baba vavo, akandovata navo. Baba ava havana kumboziva kuvata kwaakaita navo kana kuzobva kwaakaita pavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usiku ihwohwo vakanwisa baba vavo waini, wedangwe akapinda, akandovata nababa vake; ivo havana kuziva kuvata kwake pasi kana kumuka kwake.
Shona 2009?
Usiku ihwohwo vakamwisa baba vavo waini, wedangwe akapinda, akando­vata nababa vake; ivo havana kuziva kuvata kwake pasi kana kumuka kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Usiku ihwohwo vakanwisa baba vavo waini, wedangwe akapinda, akandovata nababa vake; ivo havana kuziva kuvata kwake pasi kana kumuka kwake.