Genesis 19:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakanwisa ɓaɓa ʋaʋo waini ʋusiku ibgobgo ʋo, muɗuku akasimuka, akandoʋata naʋo; iʋo haʋana‐kuziʋa kuʋata kwake pasi kana kumuka kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakaita kuti baba vavo vanwezve waini usiku ihwohwo uye mwanasikana muduku akapinda akandovata navo. Iye haana kuziva kuvata kwake pasi kana kumuka kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usiku ihwohwo vakanwisazve baba vavo waini. Munun'una wacho akandorarawo navo. Baba ava havana kumboziva kuvata kwaakaita navo kana kuzobva kwaakaita pavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanwisa baba vavo waini usiku ihwohwowo, muduku akasimuka, akandovata navo; ivo havana kuziva kuvata kwake pasi kana kumuka kwake.
Shona 2009?
Vakamwisa baba vavo waini usiku ihwohwowo, muduku akasi­muka, akandovata navo; ivo havana ku­ziva kuvata kwake pasi kana kumuka kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Vakanwisa baba vavo waini usiku ihwohwowo, muduku akasimuka, akandovata navo; ivo havana kuziva kuvata kwake pasi kana kumuka kwake.