Genesis 19:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋakunda ʋaRoti ʋaʋiri ʋakaʋa nemimba kunaɓaɓa ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vanasikana vose vaRoti vakava nemimba nababa vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vanasikana vaRoti, vose vari vaviri, vakaita vana nababa vavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vakunda vaRoti vaviri vakava nemimba kuna baba vavo.
Shona 2009?
Naizvozvo vakunda vaRoti vaviri vakava nemimba kuna baba vavo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vakunda vaRoti vaviri vakava nemimba kuna baba vavo.