Genesis 19:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Weɗaŋgwe akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Moabi; ndiʋo ɓaɓa ʋaʋaMoabi kuȿikira zuʋa ranhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanasikana mukuru akava nomwanakomana, akamutumidza zita rokuti Moabhu; ndiye baba wavaMoabhu vanhasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanasikana wedangwe akabereka mwana mukomana, akamutumidza zita rokuti Moabhu. Ndiye tateguru wevaMoabhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wedangwe akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Moabhu, kusvikira zuva ranhasi.
Shona 2009?
Wedangwe akabereka mwanakomana,akamutumidza zita rinonzi Moabhu, ku­svikira zuva ranhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Wedangwe akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Moabhu, kusvikira zuva ranhasi.