Genesis 19:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaɗanidzira kunaRoti, ʋakati kwaari: Ʋaripiko ʋarume ʋakapinda kumba kwako ʋusiku ʋuno — Ʋaɓuɗisirei kwatiri, kuti tiʋaziʋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadana Roti vachiti, “Varipiko varume vapinda mumba mako usiku huno? Vaburitse kuno kwatiri kuti tivate navo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadaidzira kuna Roti vachiti, “Varume vauya kwauri manheru ano vari kupiko? Vaburitse pano panze kwatiri kuti tivaite vakadzi vedu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakadanidzira kuna Roti, vakati kwaari, “Vari kupiko varume vakapinda kumba kwako usiku huno? Vaburitsirei kwatiri, kuti tivazive.”
Shona 2009?
vakadanidzira kuna Roti, vakati kwaari, "Vari kupiko varume vakapinda kumba kwako usiku huno? Vaburitsirei kwatiri, kuti tiva­zive."
Shona SUB 2002 Bible
vakadanidzira kuna Roti, vakati kwaari, “Vari kupiko varume vakapinda kumba kwako usiku huno? Vaburitsirei kwatiri, kuti tivazive.”