Genesis 19:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Roti akaɓuɗa akaenda kwaʋari kumukoʋa, akazarira mukoʋa shure kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Roti akabuda kunze kuti andosangana navo uye akapfiga mukova shure kwake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Roti akaenda kumusuo akabuda panze kuvanhu ivavo ndokupfiga musuo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Roti akabuda akaenda kwavari kumusuo, akazarira musuo shure kwake.
Shona 2009?
Roti akabuda akaenda kwavari ku­musuo, akazarira musuo shure kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Roti akabuda akaenda kwavari kumusuwo, akazarira musuwo shure kwake.