Genesis 19:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Regai henyu kuita ɀakaipa ɀakaɗai, hama dzaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akati, “Kwete, shamwari dzangu. Regai kuita chinhu ichi chakaipa. p
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Hama dzangu regai kuita chakaipa chikadai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Regai henyu kuita zvakaipa zvakadai, hama dzangu.
Shona 2009?
Akati, "Regai henyu kuita zvakaipa zvakadai, hama dzangu.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Regai henyu kuita zvakaipa zvakadai, hama dzangu.