Genesis 19:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati: Suɗuruka! Ʋakati: Munhu uyu wakaʋuya kuzogara pano ari mutorwa, nambera ɀino iye unoɗa kuʋa mutoŋgi. Ɀino ticakuitira ɀakaipa iwe kupfuʋura iʋo. Ʋakamanikidza murume uyo Roti, ʋakasweɗera kuputsa gonhi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vakati, “Suduruka!” Uye vakati, “Munhu uyu akauya pano ari mutorwa, asi zvino ava kuda kutitonga! Tichakuitira zvakaipa iwe kupfuura ivo.” Vakaramba vachimanikidza Roti uye vakaswedera mberi kuti vapaze gonhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ivo vakati, “Ibvapo.” Vakatiwo, “Muchinda uyu akauya somuuyi, asi zvino ava kuzvitora somutongi! Zvino tichakuorora kupfuura zvatanga tichavaita.” Vakamomotera Roti vachimusunda vachida kupaza musuo wemba yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati, “Suduruka!” Vakati, “Munhu uyu wakauya kuzogara pano ari mutorwa, iye zvino anoda kuva mutongi. Zvino tichakuitira zvakaipa iwe kupfuura ivo.” Vakamanikidza murume uyo Roti, vakaswedera kuputsa gonhi.
Shona 2009?
Ivo vakati, "Suduruka! " Vakati, "Munhu uyu wakauya kuzogara pano ari mutorwa, iye zvino anoda kuva mutongi. Zvino tichakuitira zvakaipa iwe kupfuura ivo." Vakamanikidza murume uyo Roti, vakaswedera kuputsa gonhi.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati, “Suduruka!” Vakati, “Munhu uyu wakauya kuzogara pano ari mutorwa, iye zvino anoda kuva mutongi. Zvino tichakuitira zvakaipa iwe kupfuura ivo.” Vakamanikidza murume uyo Roti, vakaswedera kuputsa gonhi.