Genesis 2:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
MuEdeni mukaɓuɗa rwizi kuzoɗiridza munda uyo, rukaparadzana ipapo, dzikaita hoʋa inna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwizi rwaidiridza bindu rwaiyerera ruchibva muEdheni; kubva imomo rwakaparadzana rukava hova ina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwaiva norwizi rwaibva muEdheni rwaidiridza bindu iroro rwaizobudamo rwokamukana ruchiita nzizi ina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
MuEdheni mukabuda rwizi kuzodiridza munda uyo, rukaparadzana ipapo, dzikaita hova ina.
Shona 2009?
MuEdheni muka­buda rwizi kuzodiridza munda uyo, ruka­paradzana ipapo, dzikaita hova ina.
Shona SUB 2002 Bible
MuEdheni mukabuda rwizi kuzodiridza munda uyo, rukaparadzana ipapo, dzikaita hova ina.