Genesis 2:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari akatora munhu, akamuisa mumunda weEdeni, kuti aurime nokuuceŋgeta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Mwari akatora munhu akamuisa mubindu reEdheni kuti aririme nokurichengeta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari Tenzi akatora munhu akamuisa mubindu reEdheni riya kuti aririme arichengete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari akatora munhu, akamuisa mumunda weEdheni, kuti aurime nokuuchengeta.
Shona 2009?
Jehovha Mwari akatora munhu, akamuisa mumunda weEdheni, kuti aurime nokuuchengeta.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari akatora munhu, akamuisa mumunda weEdheni, kuti aurime nokuuchengeta.