Genesis 2:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari akaraira munhu, aciti: Uŋgadya hako miti yose yomunda;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Jehovha Mwari akarayira munhu achiti, “Wakasununguka kuti udye zvinobva pamuti upi zvawo uri mubindu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari akaraira munhu achiti, “Ungadya hako miti yose yomunda,
Shona 2009?
Jehovha Mwari akaraira munhu achiti, "Ungadya hako miti yose yomunda,
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari akaraira munhu achiti, “Ungadya hako miti yose yomunda,