Genesis 2:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari akati ɀe. Haɀina‐kunaka kuti munhu agare ari woga; ndicamuitira muɓatsiri wakamukwanira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Mwari akati, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari oga. Ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari akatizve, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari woga; ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.”
Shona 2009?
Jehovha Mwari akatizve, "Ha­zvina kunaka kuti munhu agare ari woga; ndichamuitira mubatsiri akamukwanira."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari akatizve, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari woga; ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.”