Genesis 2:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari akasima munda muEdeni, kumabvazuʋa, akaisa’po munhu waakaŋga aʋumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jehovha Mwari akanga adyara bindu kumabvazuva, muEdheni; uye akaisa munhu waakanga aumba imomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari Tenzi akasima bindu muEdheni kumabvazuva ndokuisamo munhu waakanga aumba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari akasima munda muEdheni, kumabvazuva, akaisapo munhu aakanga aumba.
Shona 2009?
Jehovha Mwari akasima munda muEdheni, kumabvazuva, akaisapo mu­nhu waakanga aumba.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari akasima munda muEdheni, kumabvazuva, akaisapo munhu waakanga aumba.