Genesis 20:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abimereki akati kunaAbrahama: Waŋga uciti kuɗiniko, ɀawaita cinhu ici?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Abhimereki akabvunza Abhurahama akati, “Wakaoneiko chakaita kuti uite izvi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhimereki akati kuna Abhurahamu, “Waifungeiko kuita zvinhu zvakadai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhimereki akati kuna Abhurahamu, “Wanga uchiti kudiniko, zvawaita chinhu ichi?”
Shona 2009?
Abhimereki akati kuna Abhurahamu, "Wanga uchiti kudiniko, zvawaita chinhu ichi?"
Shona SUB 2002 Bible
Abhimereki akati kuna Abhurahamu, “Wanga uchiti kudiniko, zvawaita chinhu ichi?”