Genesis 20:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama akati: Nokuti ndakati: Ɀirokwaɀo haʋatyi Mŋari panɀimbo ino; ɀimŋe ʋacandiʋuraya pamsoro pomukadzi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhurahama akapindura akati, “Ndakati mumwoyo mangu, ‘Zvirokwazvo munzvimbo ino hamuna kutya Mwari, uye vachandiuraya nokuda kwomukadzi wangu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akati, “Ndakazviita ndichifunga kuti vanhu vokuno havatye Mwari, uye kuti zvimwe vangandiuraye pamusana pomudzimai wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu akati, “Nokuti ndakati, ‘Zvirokwazvo havatyi Mwari panzvimbo ino; zvimwe vachandiuraya pamusoro pomukadzi wangu.’
Shona 2009?
Abhurahamu akati, "Nokuti ndakati, `Zvirokwazvo havatyi Mwari panzvimbo ino; zvimwe vachandiuraya pamusoro pomukadzi wangu.'
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu akati, “Nokuti ndakati, ‘Zvirokwazvo havatyi Mwari panzvimbo ino; zvimwe vachandiuraya pamusoro pomukadzi wangu.’