Genesis 20:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abimereki akatora makwai, neŋombe, naʋaranda, naʋarandakadzi, akapa Abrahama iɀoɀo, akamudzosera ʋo Sara, mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Abhimereki akauya namakwai nemombe uye navarandarume navarandakadzi akavapa kuna Abhurahama, uye akadzosa Sara mukadzi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhimereki akatora hwai nemombe, navaranda vechikadzi nevechirume akapa izvozvo Abhurahamu, akamudzorerawo Sara mudzimai wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhimereki akatora makwai, nemombe, navaranda, navarandakadzi, akapa Abhurahamu izvozvo, akamudzoserawo Sara, mukadzi wake.
Shona 2009?
Abhimereki akatora makwai, nemombe, navaranda, navarandakadzi, akapa Abhurahamu izvozvo, akamudzoserawo Sara, mukadzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Abhimereki akatora makwai, nemombe, navaranda, navarandakadzi, akapa Abhurahamu izvozvo, akamudzoserawo Sara, mukadzi wake.