Genesis 20:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abimereki akati: Tarira, nyika yaŋgu iri pamberi pako; gara hako paunoɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Abhimereki akati, “Nyika yangu iri pamberi pako; gara paunoda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhimereki akati, “Tarisa uone, nyika yangu yose iyi yauri kuona, enda unogara pose pose paunoda.” Akataurirawo Sara achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhimereki akati, “Tarira, nyika yangu iri pamberi pako; gara hako paunoda.”
Shona 2009?
Abhimereki akati, "Tarira, nyika yangu iri pamberi pako; gara hako paunoda."
Shona SUB 2002 Bible
Abhimereki akati, “Tarira, nyika yangu iri pamberi pako; gara hako paunoda.”