Genesis 20:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama akanyeŋgetera kunaMŋari, Mŋari akaporesa Abimereki, nomukadzi wake, naʋarandakadzi ʋake, ʋakaɓereka ʋana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Abhurahama akanyengetera kuna Mwari, uye Mwari akaporesa Abhimereki, mukadzi wake uye navarandakadzi vake kuti vakwanise kuita vana zvakare,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akanamata Mwari, Mwari ndokuporesa Abhimereki nomudzimai wake, navaranda vake vechikadzi kuti vave nembereko zvakare
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu akanyengetera kuna Mwari, Mwari akaporesa Abhimereki, nomukadzi wake, navarandakadzi vake, vakabereka vana.
Shona 2009?
Abhurahamu akanyengetera kuna Mwari, Mwari akaporesa Abhimereki, nomukadzi wake, navarandakadzi vake, vakabereka vana.
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu akanyengetera kuna Mwari, Mwari akaporesa Abhimereki, nomukadzi wake, navarandakadzi vake, vakabereka vana.