Genesis 20:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova wakaŋga azarira ɀiɀaro ɀose ɀaʋeimba yaAbimereki nokuɗa kwaSara, mukadzi waAbrahama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti Jehovha akanga azarira zvizvaro zvavo zvose muimba yaAbhimereki nokuda kwaSara mukadzi waAbhurahama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi akanga amisa kubereka vakadzi vose vemhuri yaAbhimereki, pamusana paSara, mudzimai waAbhurahamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha wakanga azarira zvizvaro zvose zveveimba yaAbhimereki nokuda kwaSara, mukadzi waAbhurahamu.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha wakanga azarira zvizvaro zvose zveveimba yaAbhi­mereki nokuda kwaSara, mukadzi waAbhurahamu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha akanga azarira zvizvaro zvose zveveimba yaAbhimereki nokuda kwaSara, mukadzi waAbhurahamu.