Genesis 20:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama akati pamsoro paSara, mukadzi wake: Ihanɀadzi yaŋgu; Abimereki, mambo weGerari, akatuma ʋanhu kundotora Sara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ikoko Abhurahama akati kumukadzi wake Sara, “Ihanzvadzi yangu.” Ipapo Abhimereki mambo weGerari akatuma vanhu kuti vandotora Sara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu aiti, mudzimai wake, Sara ihanzvadzi yangu. Abhimereki mambo weGerari, akatuma vanhu vakandomuunzira Sara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu akati pamusoro paSara, mukadzi wake, “Ihanzvadzi yangu.” Abhimereki, mambo weGerari, akatuma vanhu kundotora Sara.
Shona 2009?
Abhurahamu akati pamusoro paSara, mukadzi wake, "Ihanzvadzi yangu." Abhimereki, mambo weGerari, akatuma vanhu kundotora Sara.
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu akati pamusoro paSara, mukadzi wake, “Ihanzvadzi yangu.” Abhimereki, mambo weGerari, akatuma vanhu kundotora Sara.