Genesis 20:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Mŋari wakaʋuya kunaAbimereki ʋusiku pakurota, akati kwaari: Tarira, ucafa nokuɗa kwomukadzi wawatora; nokuti mukadzi uyu unomurume.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mwari akauya kuna Abhimereki usiku mukurota uye akati kwaari, “Wakangoita somunhu akafa nokuda kwomukadzi wawatora; mukadzi womunhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mwari akauya kuna Abhimereki mukurota usiku akati kwaari, “Ndokufa uku kwawatoita pamusana pomukadzi wawandotora, mukadzi womuridzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Mwari wakauya kuna Abhimereki usiku pakurota, akati kwaari, “Tarira, uchafa nokuda kwomukadzi wawatora; nokuti mukadzi uyu ane murume.”
Shona 2009?
Asi Mwari wakauya kuna Abhimereki usiku pakurota, akati kwaari, "Tarira, uchafa nokuda komukadzi wawatora; nokuti mukadzi uyu ane murume. "
Shona SUB 2002 Bible
Asi Mwari akauya kuna Abhimereki usiku pakurota, akati kwaari, “Tarira, uchafa nokuda kwomukadzi wawatora; nokuti mukadzi uyu ane murume.”