Genesis 20:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Abimereki wakaŋga asina‐kusweɗera kwaari; akati: Ishe, mucaʋuraya norudzi rwakarurama ʋo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Abhimereki akanga asati aswedera kwaari, saka akati, “Ishe, muchaparadza rudzi rusina mhosva here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Abhimereki akanga asati atorana naye. Abhimereki akati, “Nhai Tenzi, mungaparadze rudzi rwavanhu vasina mhosva here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Abhimereki wakanga asina kuswedera kwaari; akati, “Ishe, muchauraya norudzi rwakaruramawo here?
Shona 2009?
Zvino Abhimereki wakanga asina kuswedera kwaari; akati, "Ishe, muchauraya norudzi rwakaruramawo here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Abhimereki wakanga asina kuswedera kwaari; akati, “Ishe, muchauraya norudzi rwakaruramawo here?