Genesis 20:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko iye haana‐kundiʋudza here, aciti, ihanɀadzi yaŋgu; naiye mukadzi haana‐kuti, ihanɀadzi yaŋgu, here — Ndakaita iɀoɀo nomŋoyo wakarurama namaʋoko akacena.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, iye haana kuti kwandiri, ‘Ihanzvadzi yangu’ here, naiyewo mukadzi haana kuti kwandiri ‘Ihanzvadzi yangu’ here? Ndakaita izvi nehana yakachena uye namaoko akachena.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haasiri iye pachake here akanditi, ‘Ihanzvadzi yangu.’ Mukadzi wacho pachake achiti, ‘Ihanzvadzi yangu.’ Ndakazviita mukusaziva, pasina chakaipa chandaimbofunga mumwoyo mangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko iye haana kundiudza here, achiti, ihanzvadzi yangu; naiye mukadzi haana kuti, ihanzvadzi yangu, here? Ndakaita izvozvo nomwoyo wakarurama, namaoko akachena.”
Shona 2009?
Ko iye haana kundiudza here, achiti, iha­nzvadzi yangu; naiye mukadzi haana kuti, ihanzvadzi yangu, here? Ndakaita izvozvo nomoyo wakarurama, na­maoko akachena."
Shona SUB 2002 Bible
Ko iye haana kundiudza here, achiti, ihanzvadzi yangu; naiye mukadzi haana kuti, ihanzvadzi yangu, here? Ndakaita izvozvo nomwoyo wakarurama, namaoko akachena.”