Genesis 20:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abimereki akamuka maŋgwanani, akaɗana ʋaranda ʋake ʋose, akaʋaʋudza iɀoɀo ɀose munzeʋe dzaʋo; ʋarume ʋakavunduka kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwanani akatevera Abhimereki akadana varanda vake vose, uye paakavaudza zvose zvakanga zvaitika, vakatya kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo Abhimereki akamuka mangwanani-ngwanani akadaidza makurukota ake ose ndokuaudza zvose izvozvi. Varume ivavo vakatya zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhimereki akamuka mangwanani, akadana varanda vake vose, akavaudza izvozvo zvose munzeve dzavo; varume vakavhunduka kwazvo.
Shona 2009?
Abhimereki akamuka mangwanani, akadana varanda vake vose, akavaudza izvozvo zvose munzeve dzavo; varume vakavhunduka kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Abhimereki akamuka mangwanani, akadana varanda vake vose, akavaudza izvozvo zvose munzeve dzavo; varume vakavhunduka kwazvo.