Genesis 21:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shoko iro rakaŋga rakaipa kwaɀo kunaAbrahama, nokuɗa kwomŋanakomana wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyaya iyi yakatambudza Abhurahama zvikuru kwazvo nokuti yaiva nechokuita nomwanakomana wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akashungurudzwa kwazvo mumwoyo nenyaya iyoyi yemwanakomana wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shoko iro rakanga rakaipa kwazvo kuna Abhurahamu, nokuda kwomwanakomana wake.
Shona 2009?
Shoko iro rakanga rakaipa kwazvo kuna Abhurahamu, nokuda ko­mwanakomana wake.
Shona SUB 2002 Bible
Shoko iro rakanga rakaipa kwazvo kuna Abhurahamu, nokuda kwomwanakomana wake.