Genesis 21:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiye mŋanakomana womuɓatiri ndicamuita rudzi rukuru ʋo, nokuti mŋanakomana wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaitawo rudzi kubudikidza nomwanakomana womurandakadzi, nokuti naiyewo mwana wako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaitawo kuti mwana womuranda wako abereke vana vakawanda zvokutova rudzi rwavanhu nokuti mwana wakowo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naiye mwanakomana womubatiri ndichamuita rudzi rukuruwo, nokuti mwanakomana wako.”
Shona 2009?
Naiye mwa­nakomana womubatiri ndichamuita rudzi rukuruwo, nokuti mwanakomana wako."
Shona SUB 2002 Bible
Naiye mwanakomana womubatiri ndichamuita rudzi rukuruwo, nokuti mwanakomana wako.”