Genesis 21:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simuka, usimudze mukomana, umuɓate noruʋoko rwako, nokuti ndicamuita rudzi rukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simudza mukomana umubate noruoko, nokuti ndichamuita rudzi rukuru.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Simuka utore mwana unyatsomubata noruoko nokuti ndichaita kuti ave navana vakawanda zvokutova rudzi rukuru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simuka usimudze mukomana, umubate noruoko rwako, nokuti ndichamuita rudzi rukuru.”
Shona 2009?
Simuka usimudze mukomana, umubate noruoko rwako, nokuti ndicha­muita rudzi rukuru."
Shona SUB 2002 Bible
Simuka usimudze mukomana, umubate noruoko rwako, nokuti ndichamuita rudzi rukuru.”