Genesis 21:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mŋari akaȿinudza meso ake, akaʋona tsime remvura; akaenda, akazadza gucu nemvura, akanwisa mukomana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mwari akasvinudza meso ake uye akaona tsime remvura. Saka akaenda akandozadza guchu nemvura ndokubva apa mukomana kuti anwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akapengenutsa maziso aHagari akaona tsime remvura. Akaenda akazadza guchu riya nemvura akapa mwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mwari akasvinudza meso ake, akaona tsime remvura; akaenda, akazadza guchu nemvura, akanwisa mukomana.
Shona 2009?
Ipapo Mwari akasvinudza meso ake, akaona tsime remvura; akaenda, akazadza guchu ne­mvura, akamwisa mukomana.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mwari akasvinudza meso ake, akaona tsime remvura; akaenda, akazadza guchu nemvura, akanwisa mukomana.