Genesis 21:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino neŋguʋa iyo Abimereki naPikori, mukuru wehondo yake, ʋakataura naAbrahama, ʋakati: Mŋari unewe paɀinhu ɀose ɀaunoita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo Abhimereki naPikori mukuru wamauto ake, akati kuna Abhurahama, “Mwari anewe pazvinhu zvose zvaunoita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo Abhimereki naFikori mukuru mukuru wehondo yake vakataurirana naAbhurahamu vachiti, “Mwari anewe pazvinhu zvose zvaunoita,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nenguva iyo Abhimereki naPikori, mukuru wehondo yake, vakataura naAbhurahamu, vakati, “Mwari anewe pazvinhu zvose zvaunoita;
Shona 2009?
Zvino nenguva iyo Abhimereki naPikori, mukuru wehondo yake, vaka­taura naAbhurahamu, vakati, "Mwari anewe pazvinhu zvose zvaunoita;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nenguva iyo Abhimereki naPikori, mukuru wehondo yake, vakataura naAbhurahamu, vakati, “Mwari anewe pazvinhu zvose zvaunoita;