Genesis 21:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo ɀino ndipikire pano naMŋari kuti hauŋgandinyeŋgeri ini, kana ʋana ʋaŋgu, kana ʋana ʋaʋana ʋaŋgu; asi seɀandakakuitira tsitsi, uite ʋo saiɀoɀo kwandiri, nokunyika mawakagara uri mutorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ndipikire pano pamberi paMwari kuti hauzondinyengeri ini, kana vana vangu kana zvizvarwa zvangu. Ndiitirei tsitsi ini nenyika yaugere mairi somutorwa, kuti sezvandakakuitira tsitsi uchaita zvimwe chetezvo newewo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
saka ipo pano chipika naMwari kwandiri kuti hauzombonyengedza ini kana vana vangu, kana zvizukuru zvangu, sokutendeseka kwandakaita kwauri ugovawo wakatendeseka kwandiri nokunyika yaugere somutorwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo zvino ndipikire pano naMwari kuti haungandinyengeri ini, kana vana vangu, kana vana vavana vangu; asi sezvandakakuitira tsitsi, uitewo saizvozvo kwandiri, nokunyika mawakagara uri mutorwa.”
Shona 2009?
nai­zvozvo zvino ndipikire pano naMwari kuti haungandinyengeri ini, kana vana vangu, kana vana vavana vangu; asi sezvandakakuitira tsitsi, uitewo saizvo­zvo kwandiri, nokunyika mawakagara uri mutorwa."
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo zvino ndipikire pano naMwari kuti haungandinyengeri ini, kana vana vangu, kana vana vavana vangu; asi sezvandakakuitira tsitsi, uitewo saizvozvo kwandiri, nokunyika mawakagara uri mutorwa.”