Genesis 21:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abimereki akati: Handiziʋi wakaita iɀoɀo, newe hauna‐kundiʋudza, ini handina‐kumboɀinzwa, asi nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Abhimereki akati, “Handizivi akaita izvozvo. Iwe hauna kundiudza, uye ndatozvinzwa izvozvo nhasi chaiye.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhimereki akati, “Handizive akaita izvozvo. Iwe hauna kumbondiudzawoka. Ndatotangisa kuzvinzwa nhasi uno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhimereki akati, “Handizivi akaita izvozvo, newe hauna kundiudza, ini handina kumbozvinzwa, asi nhasi.”
Shona 2009?
Abhimereki akati, "Handizivi akaita izvozvo, newe hauna kundiudza, ini handina kumbozvinzwa, asi nhasi."
Shona SUB 2002 Bible
Abhimereki akati, “Handizivi akaita izvozvo, newe hauna kundiudza, ini handina kumbozvinzwa, asi nhasi.”