Genesis 21:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abimereki akati kunaAbrahama: Ko ɀishece iɀi ɀinomŋe ɀawaraʋura ndeɀeiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Abhimereki akabvunza Abhurahama akati, “Sheche dzamakwai idzi dzawatsaura dzinoreveiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhimereki akabvunza Abhurahamu achiti, “Ko nhunzvi nomwe idzi dzawatsaura dzinoreveiko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhimereki akati kuna Abhurahamu, “Ko zvisheche izvi zvinomwe zvawaraura ndezveiko?”
Shona 2009?
Abhimereki akati kuna Abhurahamu, "Ko zvisheche izvi zvinomwe zvawaraura ndezveiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Abhimereki akati kuna Abhurahamu, “Ko zvisheche izvi zvinomwe zvawaraura ndezveiko?”