Genesis 21:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Ɀishece iɀi ɀinomŋe uɀigamucire paruʋoko rwaŋgu, ciʋe capupu caŋgu, kuti ndini ndakacera tsime iri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapindura achiti, “Gamuchira makwayana manomwe aya kubva muruoko rwangu sechapupu chokuti ndini ndakachera tsime iri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akati, “Gamuchirai nhunzvi nomwe idzi sechiratidzo chokundipupurira kuti ndini ndakachera tsime iri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Zvisheche izvi zvinomwe uzvigamuchire paruoko rwangu, chive chapupu changu, kuti ndini ndakachera tsime iri.”
Shona 2009?
Iye akati, "Zvisheche izvi zvino­mwe uzvigamuchire paruoko rwangu, chive chapupu changu, kuti ndini ndaka­chera tsime iri."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Zvisheche izvi zvinomwe uzvigamuchire paruoko rwangu, chive chapupu changu, kuti ndini ndakachera tsime iri.”