Genesis 21:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama akasima muti womutamariski paBeeri‐sheba, akanamata’po zita raJehova Mŋari usiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhurahama akadyara muti womutamarisiki muBheerishebha, uye ipapo akadana kuzita raJehovha, Mwari Wokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akasima muti womutamarisiki kuBheerishebha, akanamata Tenzi, Mwari Chidzachepo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu akasima muti womutamarisiki paBheerishebha, akanamatapo zita raJehovha Mwari asingaperi.
Shona 2009?
Abhurahamu aka­sima muti womutamarisiki paBheerishe­bha, akanamatapo zita raJehovha Mwari wokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu akasima muti womutamarisiki paBheerishebha, akanamatapo zita raJehovha Mwari asingaperi.