Genesis 21:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sara akati: Mŋari wandisekesa; ʋose, ʋanonzwa iɀoɀi, ʋacaseka neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sara akati, “Mwari andivigira kuseka, uye vose vachanzwa nezvazvo vachaseka neni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Sara akati, “Mwari andipa kuti ndiseke zvangu chikwe-e, vose vachazvinzwa vachasekawo neni.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sara akati, “Mwari wandisekesa; vose, vanonzwa izvozvi, vachaseka neni.”
Shona 2009?
Ipapo Sara akati, "Mwari wandisekesa; vose, vano­nzwa izvozvi, vachaseka neni."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sara akati, “Mwari wandisekesa; vose, vanonzwa izvozvi, vachaseka neni.”