Genesis 21:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Ndianiko waitoŋgoti kunaAbrahama: Sara ucamnisa ʋana — Nokuti ndakamuɓerekera mŋanakomana pakukwegura kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akatizve, “Ndianiko aizoti kuna Abhurahama, Sara achazorera vana? Asi ndamuberekera mwanakomana panguva yokukwegura kwake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Ndianiwo zvake aimbozvifunga kuti Abhurahamu angaberekerwewo zvake vana neni Sara? Asi hezvika ndamuberekera mwana mukomana achembera kudai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Ndianiko waitongoti kuna Abhurahamu, ‘Sara achayamwisa vana?’ Nokuti ndakamuberekera mwanakomana pakukwegura kwake.”
Shona 2009?
Akati, "Ndianiko waitongoti kuna Abhurahamu, `Sara achayamwisa vana?' Nokuti ndaka­muberekera mwanakomana pakukwegura kwake. "
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Ndianiko waitongoti kuna Abhurahamu, ‘Sara achayamwisa vana?’ Nokuti ndakamuberekera mwanakomana pakukwegura kwake.”