Genesis 21:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana wakazokura, akarumurwa; Abrahama akaita mutambo mukuru nomusi wokurumurwa kwaIsaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwana akakura uye akarumurwa, uye pazuva rakarumurwa Isaka, Abhurahama akaita mutambo mukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwana akazokura, akarumurwa. Abhurahamu akaita mabiko makuru kwazvo pamusi wakarumurwa Isaki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana wakazokura, akarumurwa; Abhurahamu akaita mutambo mukuru nomusi wokurumurwa kwaIsaka.
Shona 2009?
Mwanakomana wakazokura, akarumurwa; Abhurahamu akaita mutambo mukuru nomusi wokurumurwa kwalsaka.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana wakazokura, akarumurwa; Abhurahamu akaita mutambo mukuru nomusi wokurumurwa kwaIsaka.