Genesis 21:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sara akaʋona mŋanakomana waHagari, muEgipita, waakaɓerekera Abrahama, aciseka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Sara akaona mwanakomana akanga aberekerwa Abhurahama naHagari muIjipita achiseka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakaitika kuti Sara akaona Ishimaeri mwanakomana waHagari muIjipiti, mwana waakaberekera Abhurahamu achiita jee naIsaki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sara akaona mwanakomana waHagari, muIjipiti, waakaberekera Abhurahamu, achiseka.
Shona 2009?
Zvino Sara akaona mwanakomana waHagari, muljipiti, waakaberekera Abhu­rahamu, achiseka.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sara akaona mwanakomana waHagari, muIjipiti, waakaberekera Abhurahamu, achiseka.