Genesis 22:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo Mŋari wakaidza Abrahama, akati kwaari: Abrahama! Iye akati: Ndiri pano haŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo, Mwari akaedza Abhurahama. Akati kwaari, “Abhurahama!” Iye akati, “Ndiri pano hangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvi, Mwari akaedza Abhurahamu akati, “Abhurahamu.” Iye akati, “Ndiri pano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo Mwari wakaedza Abhurahamu, akati kwaari, “Abhurahamu!” Iye akati, “Ndiri pano hangu.”
Shona 2009?
Shure kwaizvozvo Mwari wa­kaedza Abhurahamu, akati kwaari, "Abhurahamu! " Iye akati, "Ndiri pano hangu."
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo Mwari wakaedza Abhurahamu, akati kwaari, “Abhurahamu!” Iye akati, “Ndiri pano hangu.”