Genesis 22:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Abrahama akatambanudza ruʋoko rwake, akatora ɓaŋga, kuti aɓaye mŋanakomana wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akatambanudza ruoko rwake akatora banga kuti auraye mwanakomana wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu ndokutambanudza ruoko rwake otora banga kuti achibaya mwana wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Abhurahamu akatambanudza ruoko rwake, akatora banga, kuti abaye mwanakomana wake.
Shona 2009?
Zvino Abhurahamu akata­mbanudza ruoko rwake, akatora banga, kuti abaye mwanakomana wake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Abhurahamu akatambanudza ruoko rwake, akatora banga, kuti abaye mwanakomana wake.