Genesis 22:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mutumŋa waJehova wakaɗanidzira kwaari, ari kuɗeŋga, akati: Abrahama! Abrahama! Iye akati: Ndiri pano haŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mutumwa waJehovha akadanidzira kwaari kubva kudenga akati, “Abhurahama! Abhurahama!” Iye akapindura akati, “Ndiri pano hangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo mutumwa waMwari akadaidzira ari mudenga achiti, “Abhurahamu, Abhurahamu!” Abhurahamu akati, “Ndiri pano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa waJehovha wakadanidzira kwaari, ari kudenga akati, “Abhurahamu! Abhurahamu!” Iye akati, “Ndiri pano hangu.”
Shona 2009?
Ipapo mutumwa waJehovha wakadanidzira kwaari, ari kudenga akati, "Abhurahamu! Abhurahamu!" Iye akati, "Ndiri pano hangu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mutumwa aJehovha akadanidzira kwaari, ari kudenga akati, “Abhurahamu! Abhurahamu!” Iye akati, “Ndiri pano hangu.”