Genesis 22:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama akasimudza meso ake, akatarira, ndokuʋona shure kwake gondobge rakaŋga rakaɓatwa nyaŋga dzaro mugwenzi; Abrahama akatora gondobge iro, akaripisa cikaʋa ciɓayiro panɀimbo yomŋanakomana wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhurahama akasimudza meso ake uye ipapo padenhere akaona gondohwe rakabatwa nenyanga dzaro. Akaendapo uye akatora gondohwe akaribayira sechipiriso chinopiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akatarisa onei seri kwake kuine hondohwe yakakochekera nenyanga dzayo mugwenzi. Abhurahamu akandotora hondohwe iyoyo, akaiita chibayiro chomupiro wokupisa panzvimbo yomwana wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu akasimudza meso ake, akatarira, ndokuona shure kwake hondohwe yakanga yakabatwa nyanga dzayo mugwenzi. Abhurahamu akatora hondohwe iya, akaipisa chikava chibayiro panzvimbo yomwanakomana wake.
Shona 2009?
Abhurahamu akasimudza meso ake, akatarira, ndokuona shure kwake hondohwe yakanga yakabatwa nyanga dzayo mugwenzi. Abhurahamu akatora hondohwe iya, akaipisa chikava chiba­yiro panzvimbo yomwanakomana wake.
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu akasimudza meso ake, akatarira, ndokuona shure kwake hondohwe yakanga yakabatwa nyanga dzayo mugwenzi. Abhurahamu akatora hondohwe iya, akaipisa chikava chibayiro panzvimbo yomwanakomana wake.