Genesis 22:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndudzi dzose dzenyika dzicaropafadzwa muʋana ʋako, ɀawakaterera inzwi raŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kubudikidza navana vako ndudzi dzose dzapanyika dzicharopafadzwa, nokuti wakanditeerera.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuda kwavana vako marudzi apasi pose achakomborerwa nokuti wateerera zvandinoreva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndudzi dzose dzenyika dzicharopafadzwa muvana vako, zvawakateerera izwi rangu.’ ”
Shona 2009?
ndudzi dzose dzenyika dzicharopafadzwa muvana vako, zvawa­kateerera inzwi rangu.' "
Shona SUB 2002 Bible
ndudzi dzose dzenyika dzicharopafadzwa muvana vako, zvawakateerera izwi rangu.’ ”