Genesis 22:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Abrahama wakadzokera kumajaya ake, ʋakasimuka, ʋakaenda ʋose Beeri‐sheba; Abrahama akagara paBeeri‐sheba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Abhurahama akadzokera kuvaranda vake, uye vakasimuka vose pamwe chete vakaenda Bheerishebha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akadzokera kuvaranda vake ndokusumuka voenda vose kuBheerishebha. Abhurahamu akaita musha wake kuBheerishebha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Abhurahamu wakadzokera kumajaya ake, vakasimuka vakaenda vose Bheerishebha; Abhurahamu akagara paBheerishebha.
Shona 2009?
Ipapo Abhura­hamu wakadzokera kumajaya ake, vaka­simuka vakaenda vose Bheerishebha; Abhurahamu akagara paBheerishebha.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Abhurahamu wakadzokera kumajaya ake, vakasimuka vakaenda vose Bheerishebha; Abhurahamu akagara paBheerishebha.